2 Samueri 3:1
2 Samueri 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hondo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi yakatora nguva refu isati yapera. Dhavhidhi akaramba achisimba asi imba yaSauro yakaramba ichipererwa nesimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 32 Samueri 3:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kwakanga kunokurwa nguva huru pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi; Dhavhidhi akaramba achiwedzerwa simba, asi imba yaSauro yakaramba ichitorerwa simba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 32 Samueri 3:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwakaitika hondo kwenguva ndefu kwazvo pakati pemhuri yokwaSauro neyokwaDhavhidhi. Dhavhidhi akaramba achisimbarara, uku vemhuri yokwaSauro vakaramba vachiderera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 3