2 Samueri 13:1
2 Samueri 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munguva iyoyo, Amunoni mwanakomana waDhavhidhi akachiva Tamari, hanzvadzi yaAbhusaromu mwanakomana waDhavhidhi yakanga yakanaka kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 132 Samueri 13:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino shure kwaizvozvo Abhusaromu mwanakomana waDhavhidhi wakanga ane hanzvadzi yakanaka, wainzi Tamari; Amoni mwanakomana waDhavhidhi akamuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 132 Samueri 13:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mushure maizvozvi zvakazoitika ndezvokuti Abhusharomu mwanakomana waDhavhidhi aiva nehanzvadzi yakanaka kwazvo yainzi Tamari yakadiwa nomumwewo mwanakomana waDhavhidhi ainzi Amunoni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Samueri 13