2 Petro 3:10
2 Petro 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zuva raIshe richauya sembavha. Matenga achapfuura nokutinhira; zvirimo zvichaparadzwa nomoto, uye nyika nezvose zviri mairi zvichabudiswa pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 32 Petro 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zuva raIshe richauya sembavha; naro denga richapfuura nokutinhira kukuru, nezvedenga zvichaparadzwa zvichipiswa, nenyika namabasa ari mairi achapiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 32 Petro 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Zuva raTenzi richauya sembavha. Ipapo matenga achapfuura neruzha rukuru, zvomudenga zvichashikitiswa nomoto uye nyika nezvose zvakaitwa pairi zvichapiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 3