2 Petro 2:14
2 Petro 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vane meso azere upombwe, havatongoregi kutadza; vanonyengera vasina mano; uye inyanzvi pakukara, rudzi rwakatukwa!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 22 Petro 2:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vana meso azere noupombwe, asingaregi kutadza; vanonyengera vanhu vasina simba; vano mwoyo wakadzidziswa kuchiva; ivo vana vokutukwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 22 Petro 2:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ziso ravo riri kunezvoupombwe, vane meso asingaguti kutadza. Vanofurira vanhu vasina kunyatsosimba. Vane mwoyo yakadzidziswa makaro. Vanhu vakarengererwa rushambwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 2