2 Petro 2:1
2 Petro 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kwakanga kuna vaprofita venhema pakati pavanhu, sezvavachavapowo vadzidzisi venhema pakati penyu. Vachazivisa pakavanda dzidziso dzinoparadza, vachiramba kunyange naiye Ishe tenzi akavatenga, vachiuyisa pamusoro pavo kuparadzwa kunokurumidza.
2 Petro 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kwakanga kuna vaporofita venhema pakati pavanhu, sezvavachavapo pakati penyuwo vadzidzisi venhema, vachapinza pakavanda dzidziso dzakatsauka dzinoparadza, vachiramba naiye Tenzi akavatenga, vachizviwisira kuparadzwa kunokurumidza.
2 Petro 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vaporofita venhema vakamukawo pakati pavanhu. Saizvozvowo pakati penyu, pachamukawo vadzidzisi venhema vachaunza, muchivande zvidzidziso zvenhema zvinoparadza vachitoramba Tenzi wakavatenga vachizviunzira kuparadzwa kwechimbi–chimbi.
2 Petro 2:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi kwakaŋga kunaʋaprofita ʋenhema pakati paʋanhu, seɀaʋacaʋa’po pakati penyu ʋo ʋadzidzisi ʋenhema, ʋacapinza pakaʋanda dzidziso dzakatsauka dzinoparadza, ʋaciramba naiye Tenzi wakaʋateŋga, ʋaciɀiwisira kuparadzwa kunokurumidza.
2 Petro 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)