2 Petro 1:2-3
2 Petro 1:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nyasha norugare ngazvive nemi, zviwande kubudikidza nokuziva kwaMwari nokwaJesu Ishe wedu. Simba rake dzvene rakatipa zvinhu zvose zvatinoda zvoupenyu uye noumwari kubudikidza nokumuziva kwedu iye akatidana nokubwinya nokunaka kwake chaiko.
2 Petro 1:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nyasha ngadzive nemi norugare ngaruwanzwe mukuziva Mwari naJesu, Ishe wedu; nokuti nesimba rouMwari hwake takapiwa zvose zvinodikanwa muhupenyu nomukunamata Mwari, nenzira yokumuziva iye akatidana nokubwinya kwake nokunaka
2 Petro 1:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai mangowana chikomborero chenyasha dzakawanda norugare ruzere mukuziva kwamunoita Mwari uye Jesu Tenzi wedu. Simba rake rouMwari rakatiwanisa zvinhu zvose zvinopa upenyu uye unamati hwechokwadi pamusana pokuziva iye akatidaidza kumbiri yake nokurunako rwake.
2 Petro 1:2-3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
nyasha ŋgadziʋe nemi norugare ŋgaruwanzwe pakuziʋa Mŋari naJesu, Ishe weɗu; nokuti nesimba roʋuMŋari bgake takapiwa ɀose ɀinoɗikanwa paʋupenyu napakunamata Mŋari, nenzira yokumuziʋa iye wakatiɗana nokubginya kwake nokunaka
2 Petro 1:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)