2 Madzimambo 4:6
2 Madzimambo 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Midziyo yose yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndivigire mumwe mudziyo.” Asi iye akapindura akati, “Hapachina mumwe mudziyo wasara.” Ipapo mafuta akabva aguma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Midziyo yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndipezve mumwe mudziyo.” Iye akati kwaari, “Hapachina mumwe mudziyo; mafuta akagumawo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti midziyo yacho yazara akati kumwana wake, “Nditambidzewo mumwe mudziyo.” Mwana akati, “Hapasisina mumwe.” Mafuta aye ndiye gwa kubuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 4