2 Madzimambo 4:5
2 Madzimambo 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo akabva kwaari, akapfiga mukova iye navana vake vari mukati. Vakauya nemidziyo kwaari, iye akaramba achingodira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo akabva kwaari, akapfiga mukova, iye navana vake vari mukati; ivo vakamusvitsa midziyo, akadira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvo mudzimai uyu akabva pana Erisha akandozvipfigira mumba iye navanakomana vake. Iye aiadururiramo vana vake vachimutambidza midziyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 4