2 Madzimambo 14:29
2 Madzimambo 14:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jerobhoamu akazorora namadzibaba ake, madzimambo eIsraeri. Zekaria mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 142 Madzimambo 14:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jerobhoamu akavata namadzibaba ake, madzimambo eIsiraeri; Zekariya mwanakomana wake akamutevera paushe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 142 Madzimambo 14:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jerobhoamu akazovata oendawo kwakaenda vamwe kumadzitateguru ake namadzimambo okwaIsiraeri. Mwanakomana wake Zekariya ndiye akazotonga panzvimbo pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 14