2 Madzimambo 12:14 - Compare All Versions
2 Madzimambo 12:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakaripirwa kuvarume vaishanda, ivo vakaishandisa kugadzira temberi.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 BDSC2 Madzimambo 12:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vakaiisa kuna vaibata basa, kuti vagadzirise temberi yaJehovha nayo.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SNA20022 Madzimambo 12:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
nokuti yakapiwa vaiti vebasa vaiishandisa pakugadzira imba yaTenzi.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SCLBD2 Madzimambo 12:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
nokuti ʋakaiisa kunaʋaiɓate‐ɓasa, kuti ʋagadzirise imba yaJehova nayo.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SUB19492 Madzimambo 12:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti yakapiwa vaiti vebasa vaiishandisa pakugadzira imba yaTenzi.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SCLB