2 VaKorinde 9:7
2 VaKorinde 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu mumwe nomumwe ngaape sezvaakafunga mumwoyo make kuti ape, kwete kupa achitsutsumwa kana kuti achimanikidzwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe ngaaite sezvaakafunga mumwoyo; arege kuita nokuchema, kana nokurovererwa; nokuti Mwari anoda munhu anopa nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumwe nomumwe anofanira kuita sokuzvisarudzira kwaakaita mumwoyo make, kwete seasingadi kana seanomanikidzwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa achifara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 9