2 VaKorinde 9:6
2 VaKorinde 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rangarirai chinhu ichi: Ani naani anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma, uye ani naani anodyara zvizhinji achakohwawo zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino rangarirai chinhu ichi: Anodyara zvishoma, achachekawo zvishoma; anodyara zvizhinji, achachekawo zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiripo ndechokuti munhu anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma; anodyarawo zvakawanda achakohwawo zvakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 9