2 VaKorinde 7:1
2 VaKorinde 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shamwari dzinodikanwa, sezvo tine zvipikirwa izvi, ngatizvinatsei kubva pazvinhu zvinosvibisa muviri nomweya, tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 72 VaKorinde 7:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, vadikanwi, zvatine zvipikirwa izvi, ngatizvinatse pamatsvina ose enyama noomweya, tikwanise utsvene pakutya Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 72 VaKorinde 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvatiine zvitsidzo izvi hama dzangu ngatizvichenesei kune zvose zvinon'oresa muviri kana mweya uye hutsvene hwedu huve hwakaruramisisa mukutya Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 7