2 VaKorinde 5:14
2 VaKorinde 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza, nokuti tinoziva kuti mumwe chete akafira vose, uye naizvozvo vose vakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza; zvatinoziva chinhu ichi kuti mumwe akafira vose, zvino vose vakafa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikonzero chacho ndechokuti rudo rwaKristu ndirwo runotimanikidza kuita zvinhu nokuti zvatakatoona ndezvokuti, munhu mumwechete akafira vanhu vose, naizvozvo vanhu vose vakafawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 5