2 VaKorinde 4:8
2 VaKorinde 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tinotambudzika pamativi ose, asi hatimanikidzwi; tinokanganiswa, asi hatina kurasa mwoyo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinotambudzwa nenzira dzakasiyana–siyana asi hatishai pokupunyuka napo, tinoshaiswa mazano asi hatirasi mwoyo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 4