2 VaKorinde 4:7
2 VaKorinde 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu, kuti ukuru hwesimba huve hwaMwari, hurege kuva hwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi upfumi uhu tinaho huri muhari dzevhu, kuratidza kuti simba ramasimba ose nderaMwari, kwete redu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 4