2 VaKorinde 4:4
2 VaKorinde 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuna vasingatendi vakapofumadzirwa ndangariro namwari wenyika ino, kuti varege kuvhenekerwa nechiedza cheVhangeri yokubwinya kwaKristu, uri mufananidzo waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pane zvaivava, mwari wapasi pano akapofomadza pfungwa dzavasingatendi kuti varege kuona mwenje weShoko Rakanaka rembiri yaKristu, iye akatodzana naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 4