Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 3:16-17 - Compare All Versions

2 VaKorinde 3:16-17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi kana munhu akatendeukira kuna She chete, chifukidziro chinobviswa. Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 3 BDSC

2 VaKorinde 3:16-17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino kana munhu achitendeukira kuna Ishe, chifukidziro chinobviswa. Ishe ndiMweya; zvino panoMweya waIshe, pane sununguko.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 3 SNA2002

2 VaKorinde 3:16-17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kana munhu acitendeʋukira kunaShe, cifukidziro cinobviswa. Ishe ndiMŋeya; ɀino panoMŋeya waShe, panesunuŋguko.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 3 SUB1949

2 VaKorinde 3:16-17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

asi kana munhu akapindukira kuna Tenzi, jira riya rinobva rabviswa. Zvino Tenzi wacho ndiMweya. Pana Mweya waTenzi pano rusununguko.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 3 SCLB

2 VaKorinde 3:16-17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

asi kana munhu akapindukira kuna Tenzi, jira riya rinobva rabviswa. Zvino Tenzi wacho ndiMweya. Pana Mweya waTenzi pano rusununguko.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 3 SCLBD