Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 2:14 - Compare All Versions

2 VaKorinde 2:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose pakufamba kwedu muna Kristu uye kubudikidza nesu anoratidza kwose kwose kunhuhwirira kworuzivo rwake.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 2 BDSC

2 VaKorinde 2:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose muna Kristu, anoratidza nesu kwose-kwose hwema hwokuziva kwake.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 2 SNA2002

2 VaKorinde 2:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, unotikundisa ŋguʋa dzose munaKristu, unoratidza nesu kwose‐kwose bgema bgokuziʋa kwake.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 2 SUB1949

2 VaKorinde 2:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari ngaatendwe anoita kuti, muna Kristu tikurire nguva dzose uye nematiri anoparadzira kose vose kunhuwirira kwokuzivikanwa kwake.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 2 SCLB

2 VaKorinde 2:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari ngaatendwe anoita kuti, muna Kristu tikurire nguva dzose uye nematiri anoparadzira kose vose kunhuwirira kwokuzivikanwa kwake.

Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 2 SCLBD