2 VaKorinde 11:14-15
2 VaKorinde 11:14-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye naizvozvo hazvishamisi, nokuti Satani pachake anozvishandura achizviita mutumwa wechiedza. Naizvozvowo hazvishamisi, kana varanda vake vachizvishandura vachizviita varanda vokururama. Magumo avo achava sezvakafanira maitiro avo.
2 VaKorinde 11:14-15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvi hazvishamisi; nokuti kunyange naSataniwo anozvishandura, achizviita somutumwa wechiedza. Naizvozvo hachizi chinhu chikuru, kana vashumiri vake vachishandurawo, vachizviita savashumiri vokururama; kuguma kwavo kuchava sezvavakabata basa.
2 VaKorinde 11:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hazvishamisi izvozvo nokuti kunyange Satani anonyengedza achizviita somutumwa wechiedza. Naizvozvo hazvishamisi kana varanda vake vachinyengedza sokunge varanda voururami. Mugumo wavo uchaenderana nezviito zvavo.
2 VaKorinde 11:14-15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀi haɀishamisi; nokuti kunyaŋge naSatani ʋo unoɀishandura, aciɀiita somutumŋa weciedza. Naiɀoɀo hacizi cinhu cikuru, kana ʋashumiri ʋake ʋaciɀishandura ʋo, ʋaciɀiita saʋashumiri ʋokururama; kuguma kwaʋo kucaʋa seɀaʋakaɓata.
2 VaKorinde 11:14-15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Hazvishamisi izvozvo nokuti kunyange Satani anonyengedza achizviita somutumwa wechiedza. Naizvozvo hazvishamisi kana varanda vake vachinyengedza sokunge varanda voururami. Mugumo wavo uchaenderana nezviito zvavo.