2 VaKorinde 10:5
2 VaKorinde 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tinoputsa kukakavara nokunyengera kwose kunozvikudza kuchipikisa kuziva Mwari, uye tinotapa mifungo yose kuti iteerere Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 102 VaKorinde 10:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
isu tinoti tichiputsa njere, nezvakakwirira zvose zvinomutswa kuzorwa nokuziva Mwari, tinopa mifungo yose kuti iteerere Kristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 102 VaKorinde 10:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isu tinoparadza nharo uye pfungwa dzokuzvikudza dzinopingidza vanhu kuziva Mwari uye tinotora vanhu pfungwa dzavo tichidziisa muutapwa, tichivaita kuti vateerere Kristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 10