2 VaKorinde 10:18
2 VaKorinde 10:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti wakatendeka haazi iye unoɀirumbidza, asi ndiye unorumbidzwa naShe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 102 VaKorinde 10:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
nokuti haasi munhu anozviti ndakanaka asi anonzi naTenzi akanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 102 VaKorinde 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti haasi uyo anozvirumbidza achanzi akatendeka, asi uyo anorumbidzwa naShe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 102 VaKorinde 10:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti akatendeka haazi iye anozvirumbidza, asi ndiye anorumbidzwa naIshe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 102 VaKorinde 10:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti haasi munhu anozviti ndakanaka asi anonzi naTenzi akanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 10