2 VaKorinde 1:21-22
2 VaKorinde 1:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino ndiMwari anoita kuti tose imi nesu timire takasimba muna Kristu. Akatizodza, akaisawo chisimbiso patiri chokuti tava vake, uye akaisa Mweya wake mumwoyo medu kuti ave rubatso, achipa chisimbiso chezvichauya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 12 VaKorinde 1:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, uyo anotisimbisa muna Kristu pamwechete nemi, nokutizodza, ndiMwari; uyo akatiisirawo chisimbiso, akatipa rubatso rwoMweya mumwoyo medu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 12 VaKorinde 1:21-22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari ndiye anoita kuti isu nemi tive nechokwadi muupenyu hwedu muna Kristu akatiita vaKristu. Akaisa rupawo rwake patiri akatipa Mweya wake mumwoyo medu sorubatso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 1