2 Makoronike 22:8
2 Makoronike 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehu paakanga ava kutonga imba yaAhabhu akawana machinda eJudha navanakomana vehama dzaAhazia, vakanga vachishandira Ahazia, akavauraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 222 Makoronike 22:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehu akati achiitira imba yaAhabhi zvakanga zvatongwa naJehovha, akawana machinda aJudha navanakomana vavanun'una vaAhazia vachibatira Ahazia, ndokuvauraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 222 Makoronike 22:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jehu paakanga achiranga vemba yaAhabhu akasangana nemachinda okwaJudha navanakomana vevakoma navanun'una vaAhaziya, vaishandira Ahaziya, ndokubva avauraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 22