2 Makoronike 22:3
2 Makoronike 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iyewo akafamba munzira dzeimba yaAhabhu nokuti mai vake vaimukurudzira kuita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 222 Makoronike 22:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naiye akafamba nenzira dzeimba yaAhabhi; nokuti mai vake vaiva murairi wake pakuita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 222 Makoronike 22:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ahaziya akatevedzerawo makwara evemba yaAhabhu nokuti amai vake ndivo vaimurunya uipi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 22