2 Makoronike 22:10 - Compare All Versions
2 Makoronike 22:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ataria mai vaAhazia pavakaona kuti mwanakomana wavo afa, vakasimuka vakandoparadza mhuri yose youmambo hweimba yaJudha.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 22 BDSC2 Makoronike 22:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ataria mai vaAhazia, vakati vachiona kuti mwanakomana wavo afa, vakasimuka, vakaparadza vose vorudzi rwamambo veimba yaJudha.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 22 SNA20022 Makoronike 22:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Amai vaAhaziya, Atariya pavakaona kuti mwanakomana wavo afa, vakasimuka vakauraya vose vokumba huru vedzinza rokwaJudha.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 22 SCLBD2 Makoronike 22:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Ataria mai ʋaAhazia, wakati aciʋona kuti mŋanakomana wake wafa, akasimuka, akaparadza ʋose ʋorudzi rwamambo ʋeimba yaJuda.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 22 SUB19492 Makoronike 22:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amai vaAhaziya, Atariya pavakaona kuti mwanakomana wavo afa, vakasimuka vakauraya vose vokumba huru vedzinza rokwaJudha.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 22 SCLB