2 Makoronike 20:3
2 Makoronike 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achitya, Jehoshafati akafunga kundobvunza Jehovha, akadaidzira kuti Judha yose itsanye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehoshafati akatya, akashingaira kundobvunza Jehovha; akatara zuva rokuzvinyima zvokudya panyika yose yavaJudha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jehoshafati akapindwa nokutya akazvipira kutsvaka Tenzi, akatumira chirevo chokuti vanhu vatsanye munyika yose yaJudha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 20