2 Makoronike 1:7
2 Makoronike 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akati kwaari, “Kumbira chose chaungada kuti ndikupe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 12 Makoronike 1:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nousiku uhwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni, akati kwaari, “Kumbira chaunoda kuti ndikupe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 12 Makoronike 1:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akati kwaari, “Kumbira chaungade kuti ndikupe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 1