2 Makoronike 1:10
2 Makoronike 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndipeiwo uchenjeri noruzivo, kuti ndigotungamirira vanhu ava, nokuti ndiani angagona kutonga vanhu venyu vakawanda ava?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 12 Makoronike 1:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndipei henyu njere nokuziva, kuti ndibude nokupinda pamberi pavanhu ava; nokuti ndiani angagona kutonga vanhu venyu ava vakawanda vakadai?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 12 Makoronike 1:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino ndipeiwo ungwaru noruzivo kuti ndigone kutungamirira vanhu ava nokuti ndiani angakwanise kutonga vanhu venyu ava vakawanda kudai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 1