1 Timoti 3:4
1 Timoti 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anofanira kubata imba yake zvakanaka nokuona kuti vana vake vanomuteerera uye vachimukudza zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 31 Timoti 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
anobata imba yake zvakanaka, anavana vanozviisa pasi nomugariro wose unokudzwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 31 Timoti 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anofanira kuva munhu anofambisa mhuri yake zvakanaka ana vana vanoteerera, ano rukudzo muna zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 3