1 Timoti 3:2
1 Timoti 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino mutariri anofanira kuva munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwe chete, anozvidzora, anokudzwa, anoitira vaeni rudo, anoziva kudzidzisa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 31 Timoti 3:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo mutariri anofanira kuva munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwechete, akangwara, akachenjera, anomugariro wakafanira, anoitira vaeni rudo, anoziva kudzidzisa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 31 Timoti 3:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mubhishopi haafaniri kuva nechaanoshorwa nacho. Anofanira kuva murume womukadzi mumwechete asiri muraradzi, munhu anonzwisisa ane chiremera anoziva kugamuchira vaenzi uye mudzidzisi kwaye
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 3