1 VaTesaronika 5:15
1 VaTesaronika 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muve nechokwadi kuti kurege kuva nomunhu anodzorera chakaipa nechakaipa, asi edzai kuva nomwoyo munyoro kuno mumwe nomumwe wenyu uye nokuna vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chenjerai kuti mumwe arege kutsiva mumwe zvakaipa nezvakaipa; asi nguva dzose mutevere zvinhu zvakanaka, mumwe kunomumwe, nokuna vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Onai kuti hapana anodzorera chakaipa nechakaipa, asi rambai muchingoedza kuitirana zvakanaka uye muitirewo vamwe vose zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 5