1 VaTesaronika 4:14
1 VaTesaronika 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Isu tinotenda kuti Jesu akafa uye akamukazve, nokudaro isu tinotenda kuti Mwari achauyisa pamwe chete naJesu avo vakavata maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 41 VaTesaronika 4:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kana tichitenda kuti Jesu akafa, akamukazve, saizvozvowo avo vakavata muna Jesu, Mwari achavauyisa pamwechete naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 41 VaTesaronika 4:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sezvatinotenda kuti Jesu akafa akamukazve saizvozvowo, nokuna Jesu, Mwari achadzosa pamwe naye vakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 4