Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaTesaronika 4:12 - Compare All Versions

1 VaTesaronika 4:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

kuitira kuti upenyu hwamazuva ose huwane kukudzwa navari kunze uye kuitira kuti murege kusendamira kuno mumwe munhu.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 4 BDSC

1 VaTesaronika 4:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kuti mufambe nomutoo wakafanira kuna vari kunze, musingashayiwi chinhu.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 4 SNA2002

1 VaTesaronika 4:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kuti mufambe nomutoʋo wakafanira kunaʋari kunze, musiŋgashaiwi cinhu.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 4 SUB1949

1 VaTesaronika 4:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

kuti vokunze vakuremekedzei murege kupona nokubatsirwa navo.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 4 SCLB

1 VaTesaronika 4:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

kuti vokunze vakuremekedzei murege kupona nokubatsirwa navo.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 4 SCLBD