1 VaTesaronika 2:9
1 VaTesaronika 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvirokwazvo munorangarira, hama, kutambudzika kwedu nokuomerwa kwedu; takashanda usiku namasikati kuti tirege kuremedza munhu upi zvake patakanga tichiparidza vhangeri raMwari kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 21 VaTesaronika 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti, hama dzangu, munorangarira kutambudzika nokurwa kwedu; taibata basa usiku namasikati, kuti tirege kuremedza mumwe wenyu, tikakuparidzirai Vhangeri yaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 21 VaTesaronika 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hama, imi munoyeuka kushanda nokushingaira kwedu. Takashanda siku nesikati kuti tirege kuwana nomumwe wenyu watinoremedza patainge tichiparidza Shoko Rakanaka raMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 2