1 Samueri 6:13
1 Samueri 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino vanhu veBhetishemeshi vakanga vachikohwa gorosi ravo mumupata, uye pavakasimudza misoro yavo vakaona areka, uye vakafara nokuiona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 61 Samueri 6:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vanhu veBhetishemeshi vakanga vachicheka zviyo zvavo pamupata, vakatarira, vakaona areka, vakafara vachiiona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 61 Samueri 6:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvozvo vanhu vokuBhetishemeshi vaingunokohwa koroni yavo mubani. Pavakatarisa vakaona bhokisi rechitenderano vakapembera vachifarira kuriona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 6