Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 4:3 - Compare All Versions

1 Samueri 4:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Varwi pavakadzoka kumusasa, vakuru veIsraeri vakabvunza vakati, “Sei Jehovha aita kuti tikundwe nhasi pamberi pavaFiristia? Ngatitorei areka yesungano yaJehovha kubva kuShiro, kuti igoenda nesu uye igotiponesa kubva muruoko rwavavengi vedu.”

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 4 BDSC

1 Samueri 4:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vanhu vakati vasvika kumisasa, vakuru vaIsiraeri vakati, “Jehovha wakatirovereiko nhasi pamberi pavaFirisitia? Handei, titore areka yesungano yaJehovha paShiro, iuye pakati pedu itirwire pamaoko avavengi vedu.”

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 4 SNA2002

1 Samueri 4:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pakadzokera varwi kumatendhe, vakuru vakuru vavaIsiraeri vakati, “Ko seiko Tenzi atikundisa navaFirisitia nhasi? Ngatiendei tindotora Bhokisi raTenzi reChitenderano kubva kuShiro kuti rive pakati pedu Tenzi atinunure mumaoko avavengi vedu.”

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 4 SCLBD

1 Samueri 4:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋanhu ʋakati ʋaȿika kumisasa, ʋakuru ʋaIsraeri ʋakati: Jehova wakatiroʋereiko nhasi pamberi paʋaFiristia? Hendei, titore areka yesuŋgano yaJehova paShiro, iʋuye pakati peɗu itirwire pamaʋoko aʋaʋeŋgi ʋeɗu.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 4 SUB1949

1 Samueri 4:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pakadzokera varwi kumatendhe, vakuru vakuru vavaIsiraeri vakati, “Ko seiko Tenzi atikundisa navaFirisitia nhasi? Ngatiendei tindotora Bhokisi raTenzi reChitenderano kubva kuShiro kuti rive pakati pedu Tenzi atinunure mumaoko avavengi vedu.”

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 4 SCLB