1 Samueri 31:13 - Compare All Versions
1 Samueri 31:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakatora mapfupa avo vakaaviga pasi pomuti womutamariki paJabheshi, uye vakatsanya kwamazuva manomwe.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 31 BDSC1 Samueri 31:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatora mapfupa avo, vakaaviga pasi pomuti womutamarisiki paJabheshi, vakazvinyima zvokudya mazuva manomwe.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 31 SNA20021 Samueri 31:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vakatora mapfupa avo vakaaviga pasi pomuti womutamarisiki kuJabheshi, vakatsanya mazuva manomwe.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 31 SCLBD1 Samueri 31:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋakatora mafupa aʋo, ʋakaaʋiga pasi pomuti womutamariski paJabeshi, ʋakaɀinyima ɀokudya mazuʋa manomŋe.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 31 SUB19491 Samueri 31:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatora mapfupa avo vakaaviga pasi pomuti womutamarisiki kuJabheshi, vakatsanya mazuva manomwe.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 31 SCLB