1 Samueri 24:7
1 Samueri 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Namashoko aya Dhavhidhi akatsiura vanhu vake akasavatendera kuti varwise Sauro. Zvino Sauro akabva pabako akaenda hake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 241 Samueri 24:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo Dhavhidhi akadzivisa vanhu vake namashoko iwayo, akasavatendera kumukira Sauro. Sauro akasimuka, akabuda mubako, akaenda hake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 241 Samueri 24:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dhavhidhi akadzora vanhu vake namazwi iwaya akavarambidza kurwisa Sauro. Sauro akasimuka akabuda mubako muya oenda zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 24