1 Samueri 23:16
1 Samueri 23:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Jonatani mwanakomana waSauro akaenda kuna Dhavhidhi paHoreshi akamubatsira kuti awane simba muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 231 Samueri 23:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jonatani mwanakomana waSauro, akasimuka, akaenda kuna Dhavhidhi mudondo, akamusimbisa muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 231 Samueri 23:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jonatani, mwana waSauro akasimuka akaenda kuna Dhavhidhi kuHoreshi, akamusimbisa muna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 23