1 Samueri 2:21
1 Samueri 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Jehovha akava nenyasha kuna Hana; akabata pamuviri akabereka vanakomana vatatu navanasikana vaviri. Zvichakadaro, mukomana uyu Samueri akakura ari pamberi paJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 21 Samueri 2:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha akashanyira Hana, akava nemimba, akazobereka vanakomana vatatu navanasikana vaviri. Iye mwana Samueri akazokura pamberi paJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 21 Samueri 2:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akazoshanyirazve Hana. Akava nembereko zvakare akabereka vana vakomana vatatu navasikana vaviri. Mukomana uyu Samueri akakura aina Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 2