1 Samueri 2:2
1 Samueri 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Hakuna mutsvene akaita saJehovha; hakuna mumwe kunze kwenyu; hakuna Dombo rakaita saMwari wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 21 Samueri 2:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuna mutsvene wakafanana naJehovha; Nokuti hakuna mumwe kunze kwenyu. Uye hakuna dombo rakafanana naMwari wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 21 Samueri 2:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana anoera saTenzi. Hakuna mumwe kusiya imi. Hakuna rimwe bako kunze kwaMwari wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 2