Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 17:24 - Compare All Versions

1 Samueri 17:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

VaIsraeri vakati vachiona murume uyu, vose vakamutiza vachitya zvikuru.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 BDSC

1 Samueri 17:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino varume vose vaIsiraeri vakati vachiona murume uyu, vakamutiza, vakatya kwazvo.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SNA2002

1 Samueri 17:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Varwi vose zvavo veIsiraeri pavakamuona vakamutiza vachitya kwazvo.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SCLBD

1 Samueri 17:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋarume ʋose ʋaIsraeri ʋakati ʋaciʋona murume uyu, ʋakamutiza, ʋakatya kwaɀo.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SUB1949

1 Samueri 17:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Varwi vose zvavo veIsiraeri pavakamuona vakamutiza vachitya kwazvo.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SCLB