Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 17:11 - Compare All Versions

1 Samueri 17:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Sauro navaIsraeri vose vakati vachinzwa mashoko omuFiristia vakavhunduka uye vakatya.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 BDSC

1 Samueri 17:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Sauro navaIsiraeri vose vakati vachinzwa mashoko awa omuFirisitia, vakavhunduka, vakatya kwazvo.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SNA2002

1 Samueri 17:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Sauro navaIsiraeri vose vakati vachinzwa izvi zvaitaurwa nomuFirisitia uyu vakakangaidzwa nazvo vakatya zvikuru.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SCLBD

1 Samueri 17:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Sauro naʋaIsraeri ʋose ʋakati ʋacinzwa mashoko awa omuFiristia, ʋakavunduka, ʋakatya kwaɀo.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SUB1949

1 Samueri 17:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Sauro navaIsiraeri vose vakati vachinzwa izvi zvaitaurwa nomuFirisitia uyu vakakangaidzwa nazvo vakatya zvikuru.

Pakurirana nevamwe
1 Samueri 17 SCLB