1 Samueri 16:7
1 Samueri 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Jehovha akati kuna Samueri, “Rega kutarira chiso chake kana mumhu wake, nokuti ndamuramba. Jehovha haatarisi zvinhu zvinoonekwa navanhu. Munhu anotarisa zviri kunze, asi Jehovha anotarisa pamwoyo.”

1 Samueri 16:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Jehovha wakati kuna Samueri, “Usatarira chiso chake, kana mumhu wake, nokuti ndamuramba; nokuti Jehovha haawoni somunhu, nokuti munhu unotarira zviri kunze, asi Jehovha unotarira zviri pamwoyo.”
1 Samueri 16:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Tenzi akati kuna Samueri, “Usatarise chimiro chake kana mhumhu wake nokuti ndamuramba. Chikonzero ndechokuti maonero angu ini Tenzi akasiyana namaonero omunhu, nokuti munhu anotarisa munhu maziso, asi ini Tenzi ndinotarisa mumwoyo.”
1 Samueri 16:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi Jehova wakati kunaSamueri: Usatarira ciso cake, kana mumhu wake, nokuti ndamuramba; nokuti Jehova haaʋoni somunhu, nokuti munhu unotarira ɀiri kunze, asi Jehova unotarira ɀiri pamŋoyo.
1 Samueri 16:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)