1 Samueri 1:12
1 Samueri 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvaakaramba achinamata kuna Jehovha, Eri akacherechedza muromo wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 11 Samueri 1:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino wakati achiramba achinyengetera pamberi paJehovha, Eri akacherekedza muromo wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 11 Samueri 1:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paainamata kuna Tenzi kwenguva ndefu kudaro Eri akaongorora muromo wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 1