1 Petro 5:6-7
1 Petro 5:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, muzvininipise, pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti agokusimudzirai munguva yakafanira. Kandai paari kufunganya kwenyu kwose nokuti anokuchengetai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 51 Petro 5:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, muzvininipise, pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti agokusimudzirai munguva yakafanira. Kandai paari kufunganya kwenyu kwose nokuti anokuchengetai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 51 Petro 5:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo zvininipisei pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti akukudzei nenguva yakafanira; kandirai pamusoro pake kufunganya kwenyu kwose, nokuti iye anokuchengetai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 51 Petro 5:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokudaro zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba kuti nenguva yakafanira azokupembedzai zvikuru. Turirai zvinokudyai mwoyo zvose kwaari nokuti anehanya nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 5