1 Petro 4:8
1 Petro 4:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Kupfuura zvimwe zvose rambai muchingodana nokuti rudo runofukidza zvitadzo zvakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pamusoro paizvozvo zvose dananai norudo rukuru, nokuti rudo runofukidza zvivi zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvikuru kune zvose danai norudo rukuru, nokuti rudo runofukidzira zvivi zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kupfuura zvimwe zvose rambai muchingodana nokuti rudo runofukidza zvitadzo zvakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 4