1 Petro 4:7
1 Petro 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuguma kwezvinhu zvose kwava pedyo. Naizvozvo ndangariro dzenyu ngadzichene uye muzvidzore kuti mugogona kunyengetera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kuguma kwezvinhu zvose kwava pedyo; naizvozvo ivai vakachenjera, musvinure kuti munyengetere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuguma kwezvinhu zvose, kwava pedyo, naizvozvo dzikamai muzvibate kuti mukwanise kunamata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 4