1 Petro 4:19
1 Petro 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka zvino, vaya vanotambudzika nokuda kwaMwari vanofanira kuzviisa kuMusiki wavo akatendeka uye vagoramba vachiita zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo naivo, vanotambudzika nokuda kwaMwari, ngavaise mweya yavo kuMusiki akatendeka vachiita zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvowo avo vanotambudzika sokuda kwaMwari ngavazviturire mumaoko aMwari musiki akatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 4